54 Kana muviri unoparara wasimira kusaparara, nomuviri unopfa wasimira kusapfa, ipopo pachaitika kutaura kudonyohwa, "Ipfa yamedzewa nokukunda."
55 "Iwe ipfa, kukunda kwako kuri poi?
Iwe ipfa karumborera kako kari poi?"