Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Vakorinde 2

12 Zvino tidotambiraba mweya wonyika, asi Mweya unobva kuna Mwari, kuti tinzvitsitse zvipo zvatidopasiwa pachena naMwari.

13 Uye tinotaura izvi mumazvi yasingadzidzisiwe nouchenjeri hwomunhu, asi yanodzidzisiwa noMweya, nokuturikira chokwadi chopamweya kuna ivo vanoMweya. 14 Munhu asiri womweya anotambiraba zvinhu zvoMweya waMwari, ndava mbudzemwa kwaari, anokonaba kuzvinzvitsitsa ndava zvinotsvagitsitsiwa pamweya.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também