4 kunyaira kwangu nokuparidza kwangu zvanga zvisiri mumashoko youchenjeri hwokupenzveredza hwokusukumidzira, kunobva pakuchenjera kwovanhu, asi kwokunangidza simba roMweya waMwari. 5 kuti kutenda kwenyu kureke kutsamira pauchenjeri hwomunhu asi musimba raMwari.
Publicidade
Publicidade