5 Saka rekai kutaura mutongo nguwa isinati yasvika, asi mirirai kusvikira Ishe vauya, ndivo vanodzoisa pachenu zvinhu zviri murima zvidohwanda iyezvino nokudzofukunura zvinangwa zvomwoyo. Ipopo munhu wese achatambira pembedzo yache kubva kuna Mwari.
Publicidade