Upombwe mukherekhe
1 Zviri kutauhwa kuti pakati penyu pano chimina chomushoo usingatambirike kunyange pakati povasingatende. Munhu ari kuita zvobonde nomukadzi wababa vache! 2 Imimi munotozvikudza! Maifaniraba nai kutorira nokudzinga munhu wakareyo pakati penyu?