2 Munozivaba nai kuti vatsvene vachatonga nyika? Zvino kana nyika ichidzotongewa naimimi, mungavhuwire tumhosva tudikidiki? 3 Munozivaba kuti tichatonga ngirozi? Manje panyaya dzoupenyu huno, zvidotofanira zvidonyanya!
Publicidade
1 Vakorinde 6
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.