9 Hamuzive nai kuti vasinai kururama havaji nhaka youmambo hwaMwari? Rekai kunyengedzewa, mhombo, kana vanamati vozvifananidzo, kana mahure, kana ngochani, 10 kana mbavha, kana vanonhafu, kana vanoraradza, kana vanoguhwa, kana matsotsi vanojaba nhaka youmambo hwaMwari.
Publicidade
Publicidade