15 Asi kana asingatende wacho wada kusiya, mbazviite daro, padodaropo hama kana hanzvadzi idosungiwaba. Ndava Mwari adotidaidzira runyararo. 16 Mukadzi, uchaziva tini kana uchaponesa murume wako? Murume, uchaziva tini kana uchaponesa mukadzi wako?
Publicidade