Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Coríntios 7

3 Murume mbaapase mukadzi wache kodzero dzobonde, nomukadzi mbaadarowo kumurume wache. 4 Ndava mukadzi anotongaba muviri wache, asi murume, nzvibodziwo nomurume anotongaba muviri wache, asi mukadzi. 5 Rekai kunyimana kunze kwokunge matobvumirana kwonguwa idiki, kuti muzvipe pakunamata, modzosangana kamu, ndava Sathani angakuedzei kuburikidza nokutadza kuzvibata.

Veja também