13 Hamuzive nai kuti avo vanoshanda basa romuimba yaMwari vanowana kuja kwavo kubva muimba yaMwari, noavo vanoshanda paatari vanokovana nayo zvibairo zvinoisiwa pairi? 14 Nonzira ibodzi bodziyo, Ishe vadoraira kuti avo vanoparidza vhangeri vanofanira kurarama novhangeri.