Pular para o conteúdo
Publicidade

2 Coríntios 1

20 Ndava hazvinei nokuwanda kwozvivimbiso zvidoitiwa naMwari, zvinondova "Inde." Saka kuburikidza naKhirisitu tinoti, "Ameni" tichipasa mbiri kuna Mwari. 21 Mwari ndiye anotisimbisa isisu naimimi muna Khirisitu. Adotisarura, 22 nokuisa chisimbiso chache patiri chokunangidza kuti tiri vache adotipasa Mweya wache mumwoyo yedu sechibatiso chozvinhu zvichauya.

Veja também