Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

104 resultados encontrados

  1. 2 Coríntios 11

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 11
    Mostrando versículo 21 de 33

    21Ndinozvishora, regai ndidaro, tanga tidovhuwa maninge pazvakarezvo!Chese munhu chaangade kuzvirumbidza nacho - ndinotaura kunge dzemwa - naininiwo ndinozvirumbidza nacho.

  2. João 16

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 16
    Mostrando versículo 4 de 33

    4Asi ndidonyaira zvakarezvi kwamuri, kuti kana nguwa yazvene yasvika muyeuke kuti ndidokuudzai pamusoro pazvene."Ndidonyairaba kwamuri zvinhu zvakarezvi pakuthanga, ndava ndanga ndinemi.

  3. Mateus 13

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 1 de 58

    1Pazuva ribodzibodziro Jesu adobirika mumba achienda kogara panyasi pogungwa.

  4. 1 Pedro 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 10 de 22

    10Ndava"Wese anoda upenyunokuona mazuva yadonakaanofanira kuchengeta chirimi chache kubva pazvidoipa nomuromo wachekubva pakunyaira zvinonyengera.

  5. 1 Timóteo 5

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 22 de 25

    22Reka kukurumidza kubata munhu pamusoro, kana kuva nochikamu pazvitadzo zvovamwe vanhu, zvichengete uri mutsvene.

  6. Tiago 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 1 de 17

    1Chii chinokonzera hondo, chii chinokonzera botso pakati penyu? Zvinobvaba pazvido zvenyu zvinohwisana mukati menyu?

  7. João 21

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 21
    Mostrando versículo 19 de 25

    19(Zvakarezvi adozvinyairira kunangidza rudzi roipfa yaaidzoita kuti Mwari akudziwe). Futi pazvidopera zvakarezvo adoti kwaari, "Nditevere."

  8. Marcos 14

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 14
    Mostrando versículo 12 de 72

    12Pazuva rokuthanga roMazingwa Yasinai Mbiriso riri zuva raibayiwa hwayana yoPhasika, vadzidzi vache vadomubvunza, "Nghupi kwamunoda kuti tiende kokugadzirirai kuti mujire Phasika?"

  9. Romanos 8

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 8
    Mostrando versículo 5 de 39

    5Ndava vaye vanorarama vari muunhu hwakare, pfungwa dzavo dzidobatirira pazvido zvonyama, asi vaye vanorarama muMweya, pfungwa dzavo dzidobatirira pazvido zvoMweya.

  10. 1 Tessalonicenses 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 1 de 13

    1Naizvozvo patidotadza kutsungirira pazviri, tidoda kusiiwa tega paAtene,

  11. Hebreus 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 3 de 16

    3Nokuti isisu vadotenda tinopinda pazororo rakarero, sezvaadonyaira achiti,"Sezvandidopika pakukaripa kwangu ndichiti,‘Musevedzi vanopindaba pazororo rangu.’"Kunyange mabasa yache yanga yakwanisiwa kubva pakuvamba kwonyika.

  12. 1 Coríntios 14

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 14
    Mostrando versículos 13–33 de 40

    13Uyo anotaura nondimi mbaanamatire kudzidudzira.

    30Kana kuzururihwa kwapasiwa kunoumwe adogarikika pakarepo, mutauri wokuthanga mbaanyarare.

    33ndava Mwari haasi wonyongano asi ngworunyararo.Asi sezvidoita mukherekhe dzese dzovatsvene,

  13. Apocalipse 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 8 de 11

    8Pazvisikwa zvipenyu zvinai, chimwe nochimwe changa chinomaphaphiro matanhatu, zvanga zvidozara nomeso kumativi yese nopasi pomaphaphiro. Hazvifemi kuimba masikati nousiku zvichiti,"Mutsvene, mutsvene, mutsvene, ndiye Ishe Mwari Womasimba yese,wanga aripo, aripo, noachadzouya."

  14. Tiago 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 8 de 27

    8munhu adodaroyo anomifungo miviri, anodekharikaba pazvese zvaanoita.

  15. 1 Timóteo 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 11 de 16

    11Ndomwenzewo vakadzi vavo mbavave vanoremekedzeka, vareke guhwa, asi vave vadokodzera, futi vadotendeka pazvinhu zvese.

  16. 2 Timóteo 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 10 de 26

    10Naizvozvo ndinoshingirira pazvinhu zvese nondava yovasaruhwa, kuti naivowo vawane ruponiso ruri muna Khirisitu Jesu, pabodzi nokubhwinya kusingapere.

  17. Filipenses 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 6 de 23

    6Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda.

  18. Atos 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 11 de 25

    11Zvino Pita adochechuka, ndokuti, "Zvino ndino chokwadi kuti Ishe adotuma ngirozi yache kudzondipukunyutsa pajanja raHerudhe nopazvese zvaitarisihwa novanhu vochiJudha."

  19. 1 Tessalonicenses 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 6 de 18

    6kuti pareke kuva noanotadzira hama yache pachinhu chakarechi kana kuita dzawira mutsvanda kuhama kana hanzvadzi. Ndava Ishe ndiye mutsiidzi pazvinhu zvese zvakarezvi, sezvatidogara takuchenjedzai zvidosimba.

  20. Efésios 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 22 de 23

    22futi Mwari adoisa zvinhu zvese pasi potsoka dzache ndokumuita musoro pazvinhu zvese kukherekhe,

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo