Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

104 resultados encontrados

  1. Colossenses 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 22 de 25

    22Varanda, teererai atenzi venyu vopanyika pazvinhu zvese, rekai kundoshanda chete pamunenge muchionewa kunge vafadzi vovanhu, asi zviitei nomwoyo udorurama, muchicha Ishe.

  2. Lucas 10

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 10
    Mostrando versículo 12 de 42

    12Ndinokuudzai, pazuva rakarero zvichanyanya kurerukira Sodhoma kupinda guta rakarero."

  3. 2 Coríntios 9

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 9
    Mostrando versículo 8 de 15

    8Uye Mwari anogona kukupasai ropafadzo rese ridowanda, kuti pazvinhu zvese nopanguwa dzese muve nozvidokwana zvichiwanziwa pakuita basa rese ridonaka.

  4. Filipenses 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 5 de 30

    5nokuda kwokubatirana kwenyu nesu muVhangeri kubva pazuva rokuthanga kusvikira ipopano.

  5. 1 João 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 17 de 21

    17Munozvakarezvi rudo rinozazisiwa pakati pedu, kuti tive nochivimbo pazuva rokutongewa, ndava fanike zvaadoita iye ndizvo zvatidoitawo panyika ino.

  6. 2 Pedro 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 9 de 22

    9Izvozvi zvinonangidza kuti Ishe anoziva manunuriro yaanoita munamati kubva pamiedzo nokuchengeta vasinai kururama vari pamurango kusvikira pazuva rokutongwa,

  7. Mateus 16

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 16
    Mostrando versículo 9 de 28

    9Hamunati maakuona nanasi? Munoyeukaba mazingwa mashano pazviuru zvishano, kuti tswanda dzingani dzamudounganidza?

  8. João 13

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 19 de 38

    19Ndinokunyairirai zvakarezvi iye zvino, zvisati zvaitika, kuti pazvinodzoitika mutende kuti Ndini Iye.

  9. Marcos 8

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 8
    Mostrando versículo 20 de 38

    20"Ko mazingwa manomwe pazviuru zvinai, matengu mangani yadozara zvimepfu zvamudounganidza?"Ivo ndokuti, "Yadosvika manomwe."

  10. 1 Coríntios 15

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 15
    Mostrando versículo 23 de 58

    23Asi umwe noumwe pazoro rache: Khirisitu chibereko chokuthanga, tevere avo vari vaKhirisitu pakuuya kwache.

  11. Hebreus 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 1 de 18

    1Nokudaro tinofanira kutetekeretsa kuno zvakarezvo zvatidonzva, kuti tireke kubirika kubva pazviri.

  12. 1 Pedro 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 11 de 19

    11Wese anonyaira mbaaite searikunyaira mashoko yaMwari. Wese anoshumira, mbaaite nosimba rinopasiwa naMwari, kuitira kuti pazvinhu zvese Mwari arumbidziwe kuburikidza naJesu Khirisitu. Kwaari mbakuve nokubhwinya nomasimba nokusingaperepere. Ameni.

  13. Romanos 11

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 11
    Mostrando versículo 3 de 36

    3"Ishe, vadobaya vaporofiti venyu, vachipaza atari dzenyu, inini ndega ndegani ndini ndasara, kudaiku vari kutotsvaga kundibayawo."

  14. Efésios 5

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 20 de 33

    20nguwa dzese pazvinhu zvese pasai kutenda kuna Mwari Baba muzita raIshe wedu Jesu Khirisitu.

  15. Atos 21

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 21
    Mostrando versículo 26 de 40

    26Naizvozvo Phauro adotora varumevo, pazuva ridotevera adozvinatsa pabodzi navo ndokupinda muimba yaMwari, kuti azivise paidzogumira mazuva yokuzvinatsa kwavo nokupereka chipo chinoperekewa nomunhu wese pakati pavo.

  16. 1 Tessalonicenses 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 14 de 20

    14Nokuti imimi, hama, mudova vateedzeri vomakherekhe yaMwari yomuJudhiya yari muna Khirisitu Jesu. Mudotambudziwa novanhu venyu pazvinhu zvibodzizvo zvidotambudza makherekhe zvichiitiwa nomaJudha

  17. 2 Timóteo 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 12 de 18

    12nokudaro ndiri kutambudzika sezvandiri kuita. Asi handinyadzisiwe nozvakarezvi, ndava ndinoziva wandidotenda, futi ndino chokwadi kuti anokona kuchengeta chandidomuchengetesa kusvikira paZuva rakarero.

  18. Tiago 5

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 5 de 20

    5Mudogara panyika muri paufuru mudogarika. Mudozvikodza mwoyo pazuva rokubaya.

  19. Lucas 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 1 de 59

    1Pazvanga zvichidaro, gurusvusvu rikuru rozviuru ridoungana zvokutoti vaitsikirirana, adothanga nokunyairira vadzidzi vache kuti, "Chenjererai mbiriso yovaFarisi, hunova unyengeri.

  20. 2 Coríntios 8

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 8
    Mostrando versículo 7 de 24

    7Asi sezvamunogona pazvinhu zvese pakutenda, pakunyaira, pakuziva pakuzvipira noparudo renyu kwatiri onai kuti mapawo pabasa iri ronyasha.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo