3 Ndiye chiratidzo chokubhwinya kwaMwari nochimiro chache chaicho, anochengeta zvisikwa zvese nosimba roshoko rache. Paadopedza kukohorora zvitadzo, adogarikika kujanja roruji roUkuru kudenga.
Ukuru hwoMwanakomana waMwari
4 Mwanakomana adova mukuru zvidonyanya kupinda ngirozi sezvo zita raadogara nhaka ridonaka kukunda mazita yadzene.