27 Asi Mwari adosarudza zvoudzemwa munyika kuti anyadzise vadochenjera, Mwari adosarudza zvidovhuwa munyika kuti anyadzise zvidosimba, 28 Mwari adosarudza zvidoderera nozvinozvidziwa munyika, izvo zvinhu pasina, kuti asaise basa zvinhu zviripo, 29 kuti parege kuva nomunhu angazvikudze pamberi paMwari.
Publicidade