2Neye, mukho! Anga isisu tidopfa kuchitema tinodzorarama tini kamu tiri machiri?
7ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
15Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!
101 resultados encontrados
2Neye, mukho! Anga isisu tidopfa kuchitema tinodzorarama tini kamu tiri machiri?
7ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
15Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!
4Ngirozi yochitatu idodurura mbiya yayene muhwizi nomutusipiti tomvura, mvura ndokusanduka kuva gazi.
6Ndava vadodeura gazi rovatsvene novaporofiti, uye mudovapasa gazi kuti vamwe. Ndiwo mubairo wavo!"
8Ngirozi yochinai idodurura mbiya yayene pamusoro pozuva, zuva ndokupasiwa mvumo yokutsvonda vanhu nomoto.
9Asi Sauro ndiyewo anoitiwa Phauro, adozara naMweya Mutsvene, adonangaritsa Erimasi n’anga
31kwomazuva mazinji adozvinangidza kuno vaadotekaira navo kubva kuGaririya vachienda kuJerusarema. Ivova ndivo vava pfakazi dzache kuvanhu vedu vaIzirairi.
33adozvizazisa kwatiri isisu vana vavo nokumutsa kwaadoita Jesu. Sezvidonyohwa paPhisarema rochipiri kuti,‘Ndiwe mwanakomana wangu,nasi ndakuzvara.’
21ndava ndaikuchai, nokuti muri murume mukukutu, munotora chamusinai kuisa, munokohwa chamusinai kujara.’
41Paadosebera panyasi achiona guta adoriririra,
42achiti, "Dai waitoziva iye nasi chaiye zvinhu zvinouyisa runyararo! Asi manje zvidohwanziwa kubva pameso yako.
6Kumunhu adodaiyu kuranga ikoku kworuzinji kudokwana,
10Wese wamunoregerera, neniwo ndinomuregerera. Zvandidoregerera, kana pano chaida kuregerehwa, ndidoregerera pamberi paKhirisitu nondava yenyu,
16kuno umwe tiri hwema hwoipfa, kuno umwe tiri hwema hwoupenyu. Mbani anokwanisa basa ridodai?
7Kunovese vari kuRoma vadodiwa naMwari vadodaidziwa kuti vave vatsvene.Mutsa norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe wedu Jesu Khirisitu mbazvive kwamuri.
12ndiko kuti, imipa nainini tikurudzirane pakutenda.
22Kana zvavo vaiti tidochenjera, vadova madzemwa
1Zviri kutauhwa kuti pakati penyu pano chimina chomushoo usingatambirike kunyange pakati povasingatende. Munhu ari kuita zvobonde nomukadzi wababa vache!
2Imimi munotozvikudza! Maifaniraba nai kutorira nokudzinga munhu wakareyo pakati penyu?
12Ndava ndingatongereiko vari kunze? Ko handiti mbaye vari mukherekhe vamunofanira kutonga?
4Nokumucha, varindi vadotetemera vachibva vaoma muviri kunge vapfa.
6Haapo pano, ndava wamuka, sezvaadotaura. Uyai, onai nzvimbo paanga adoradzikiwa.
18Zvino Jesu adouya kwavari achiti, "Ndidopasiwa chikuriri chese kudenga nopanyika.
5Ivova vadotungamira kuenda vachidzotimirira paTiroasi.
8Muimba yopamusoro matanga tidoungana manga muno moto mizinji.
12Vadotora mujaya ndokuenda naye ari mupenyu, vadonyaradziwa chaizvo.
12Ndinotsanya kairi pasondo, ndinopereka chogumi chozvese zvandinowana.’
28Pita adoti, "Onai tidosiya misha yedu tichikuteverai."
37Vadomuudza, "Jesu woNazareta ari kupinda."
3Moresai Pirisira naAkwira vashandi biyangu muna Khirisitu Jesu.
24Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve nemi mese. Ameni.
27Kuna Mwari wega adochenjera mbakuve kubhwinya narini narini kuburikidza naJesu Khirisitu. Ameni.
8Saka mudoendereiko kusango? Mudoenda koona munhu adosimira hembe dzinodhura chere? Handiti vanosimira hembe dzinodhura vari mudzimba dzomadzimambo!
16Asi vanhu vonguwa ino ndingavafananidze nochii? Vadofanana novana vadogarikika pamisika, vachidaidzira kuno vavanotamba navo vachiti,
17‘Tidokuridzirai chinonje, asi hamunai kutamba, tidoridza mhere asi hamunai kurira!’
20Hama dzese dzatumira kwaziso.Moresanai nokutsvodana kutsvene.
23Mutsa dzaIshe Jesu mbadzive nemi.
24Rudo rangu mbarive nemi mese muna Khirisitu Jesu. Ameni.
1Agiripa adoti kuna Phauro, "Uno mvumo yokuzvinyairira wega." Zvino Phauro adotambanudza janja rache ndokuzvidairira achiti,
12"Saka ndidoenda kuDhamasiko musimba nomvumo yovaphirisita vakuru.
27Mambo Agiripa, munotenda vaporofiti chere? Ndinoziva kuti munotenda."
4Mumba yamunenge mapinda garai makaremo, kusvikira mabirika.
15Vadoita izvozvo, ndokugarisa vanhu vese pasi
56Zvino vadoenda kuno umwe musha.
6Mwari achapasa munhu wese maererano nozvaadoita.
22Iwepa unoti vanhu havafanire kuita upombwe, ndiwe wombopomba kamu? Iwepa unosema zvifananidzo, ndiwe kamu unoba zvomuimba yaMwari?
28Munhu haasi muJudha kana uJudha hwache huri hwokunze basi, nokuchecheudziwa hakusi iko kana kuri kwonyama, kwokunze.
5Iye ndokunangara kwavari achigurupira kutambira chinhu kubva kwavari.
20kuti atume Muponisi Jesu waadogadza nokuda kwenyu.
23Wese asingamutetekere achaparadziwa zvachose kubva pavanhu.’
8Vanhu pabodzi novakuru voguta, vadokanganisiwa pavadonzva zvakarezvo.
27kuti vatsvage Mwari, notariro yokuti vamutsvatsvadzire, vamuwane. Kana nepo asiri kurefu noumwe noumwe wedu.
33Nokudaro Phauro adobirika pakati pavo.
2kusvikira pazuva raadokwidziwa kudenga. Mumasure mokupasa rairo kuburikidza naMweya Mutsvene kunhumwa dzaadosarura.
15Pamazuva yakareyo Pita adosumuka pakati pohama, vanhu vaisvika zana nomakumi mairi achiti,
21Naizvozvo zvinokodzera kusarudza mubodzi pakati povarume vaiungana naisisu nguwa yese Ishe Jesu yaadorarama pakati pedu,
4Fesitasi adopindura kuti Phauro adochengetewa kuKesariya, uye iye pachake waitarisira kuenda kwakareko nokamangu.
12Pakarepo Fesitasi, paadorangana nodare, adopindura achiti, "Wakwidza nyaya kuna Siza, saka uchaenda kuna Siza."
19Asi vanga vanozvimwe zvavanga vachipikisana naye pamusoro pozvavanotenda uye nopamusoro poumwe anoitiwa Jesu, wanga adopfa, asi Phauro achisimbisa kuti mupenyu.