Pular para o conteúdo
Publicidade

MARIKO 15

Kuvigiwa kwaJesu

42 Yanga yava mauro, sezvo ranga riri zuva roGadziriro, ndokuti, zuva rinotangira Sabata, 43 Josefa woAramatiya wanga ari nhengo inoremekedzewa mudare rikuru rovaJudha, ariwo munhu wanga adomirira umambo hwaMwari, adoita chivindi chokuenda kuna Pirato achikumbira chitunha chaJesu.

Veja também