49 vadobva vamuona achitekaira pamusoro pomvura mugungwa, vachifunga kuti nyhipoko, vadoibongomora mhere. 50 Ndava vese vamuona futi vadobva vabatiwa nokucha.
Asi nokamangu adonyaira navo achiti, "Dekharikai, ndini, rekai zvenyu kucha."

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.