5 Umwe anoona rimwe zuva kunge ridokosha kukunda rimwe; asi umwe anoona mazuva yasinai chayadosiyana. Munhu wese mbaave nochokwadi chopfungwa dzache wega.