Pular para o conteúdo
Publicidade

Romanos 7

4 Saka hama dzangu, kuburikidza nomuviri waKhirisitu imipa mudopfa kumutemo kuti muve voumwe murume, kureva iye adomuka kuvadopfa, kuti tiitire Mwari zvibereko. 5 Ndava pataitongewa nounhu hwakare kadokwadokwa kokuda kutadza kaimutsiwa nomutemo mumiviri yedu kuti tibereke zvibereko zvoipfa. 6 Asi zvino nokupfa kwatidoita kunochiye changa chidotisunga, tidosununguhwa kubva pamutemo, kuitira kuti tishumire nonzira itsva yoMweya, aikona nonzira yokare yomutemo udonyohwa.

Veja também