35 Mbani achatiparadzanisa norudo raKhirisitu? Ingave nhamu kana kuomehwa, kutambudziwa kana nzara, tsiku kana njodzi, kana hondo? 36 Sekunyohwa kwazvidoitiwa:
"Nondava yenyu tinotarisana noipfa zuva rese,
tinoitiwa kunge hwai dziri kuenda kobaiwa."
37 Neye, pazvinhu zvakarezvi zvese tiri vakundi zvidopindiridza kuburikidza naiye adotida.