Pular para o conteúdo
Publicidade

MARIKO 10

Jesu Anoropafadza Vana

13 Zvino vanhu vadoti vachiuya novana vadiki kuna Jesu kuti avabate, vadzidzi vache vadovatsiura. 14 Jesu paadozviona haanai kufara nazvo ndokubva wati kwavari, "Siyai vana vadiki vauye kwandiri, regai kuvarambidza nokuti umambo hwokudenga ngwavo.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também