30 Futi unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nokufunga kwako kwese, nosimba rako rese.’ 31 Wochipiri nguyu, ‘Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita.’ Hapanai umwe murairo unokurira yakarei."