Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 13

12 Mukoma nomunin’ina vachabayisana, baba nomwana wavo. Novana vachamukira vabereki vachivabayisa. 13 Muchazondewa novanhu vese nokuda kwangu, asi anochiirira kusvika pakuguma achaponesewa.

Veja também