9 Zvichenjererei nokuti vachakukwirirai kumatare, nokukurovai mumasinagoge. Muchamisiwa pamberi pomadzimambo novatongi nokuda kwangu kuti huve upfakazi kwavari. 10 Nyaya Idonaka inofanira kuthanga yaparidzihwa marudzi yese.