44 Pirato adoshamisika kuti wanga watopfa kare, achibva wadaidza mukuru wozana waadobvunza kana Jesu wanga watopfa kare, 45 Mukuru wozana paadosimbisa shoko rokupfa kwache, Pirato adobvumira Josefa kutora chitunha.