Publicidade

Marcos 4

38 Asi iye wanga adoenzera, adotsamira pamutsago kumasure kwokamwadiya. Ipopo vadomumutsa vachiti, "Mudzidzisi, hamunai hanya nai kuti taakupfa?"

39 Iye adomuka ndokubva wadzuma duthu, ndokukaruza gungwa achiti, "Dekhadzika urose!" Ipopo duthu ridomira, ndokubva kwadekhara. 40 Adobva wati kwavari, "Indava yei muchicha zvidodai, hamunai kutenda nai?"

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-