Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 5

25 Umwe mukadzi waibirika gazi kwomakore gumi nomairi, 26 wanga watambudziwa pakurapiwa kwaaiitiwa non’angaanga dzidosiyana siyana, nangwesa kwaitova kutaya pfuma yache, pasinai chaimuyamura asi kutoingidzihwa utenda hwache. 27 Paadonzva nozvaJesu adouya nokumasure ndokubata jasi rache. 28 Ndava adofunga kuti, "Ndikandobata mbacha dzache basi ndinochira."

29 Kabodzi nokabodzi gazi ridobva ragwata kubirika, achibva wanzva kuti watopora padenda rache.

Veja também