17 Ndava Herudhe pachake adotuma mauto kosunga nokuvharira Johwani mutorongo nondava yaHerodhiyasi mukadzi womunin’ina wache Firipi waanga watora. 18 Sezvo Johwani waigara achiti, "Mukho kuti utore mukadzi womunin’ina wako.