27 Mambo adotuma uto nokamangu kuti riende kogwata musoro waJohwani, uto ridoenda kutorongo ndokubva ragwata musoro waJohwani, 28 nokuuya nawo uri mumbenge uchibva wapasiwa kumusikana, iye adobva waenda kopasa amaache.