Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 7

11 Manje imipa munoti kana munhu akati kuna baba vache kana amaache, Chinhu chandanga ndichida kukuyamurai nacho chava kobhani,kureva kuti chava chipo kuna Mwari. 12 Munenge matomurambidza kuyamura baba vache namaache. 13 Nomutoo wakareyu munosaisa simba Shoko raMwari kuitira kuti muchengetedze tsika dzenyu nozvimwewo zvidodai zvamunoita."

Zvinhu Zvinosvipisa Munhu

14 Ipopo adodaidza vanhu vese ndokuti kwavari, "Nditetekerei mese munzvitsitse: 15 Hapanai chinopinda mumunhu chichibva kunze chinomusvipisa, asi zvinobuda kubva maari ndizvo zvinomusvipisa.

Veja também