Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 9

36 Pakarepo adotora mwana mudiki ndokumumisa pamberi pavo, adomutakura mumaoko yache ndokuti kwavari, 37 "Wese anotambira mwana anenge iyeyu muzita rangu, anenge wanditambira inini. Nowese anonditambira inini, anotambiraba inini basi, asi anotambirawo noadondituma."

Veja também