Pular para o conteúdo
Publicidade

Romanos 10

12 Ndava hapanai musiyano pakati pomuJudha nowodzimwe Ndudzi, Ishe mubodziyo ndiye Ishe wavo vese, anopasa pfuma yache vese vanodaidza kwaari. 13 Ndava, "wese anodaidza zita raIshe anochidziwa."

14 Anga zvino vanodaidza tini kuna iye wavasinai kutenda kwaari? Pakare vangatende tini muna iye wavasinai kunzva? Ko iko kunzvako vanonzva tini pasinai wavaparidzira? 15 Anga vangaparidze tini pasinai wavatuma? Sekunyohwa kwazvidoitiwa, "Manakiroba peno yadzene tsoka dzinouya nonyaya dzidonaka!" 16 Manje havazi vese peno vadotambira nyaya dzidonaka. Ndava Isaya anoti, "Ishe mbani adotenda zvaadonzva kwatiri?" 17 Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.

Veja também