17 Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.
18 Manje ndinobvunza: Vadonzvaba chere? Vadonzva, hinde:
"Mazvi yavo yadosvika pasi pese,
Nomashoko yavo yadonzvika kumugumo wonyika."