Pular para o conteúdo
Publicidade

Romanos 12

6 Tino zvipo zvidosiyana maererano nonyasha dzatidopasiwa. Kana chipo chomunhu chiri chokuporofita, mbaaporofite zvinoenderana nokutenda kwake. 7 Kana kuri kushanda, mbaashande, kana kuri kudzidzisa mbaadzidzise, 8 kana kuri kukurudzira, mbaakurudzire, kana kuri kubatsira vanosaya, mbaapereke achida, kana kuri kutungamirira, mbaatosimba, kana kuri kuitira tsitsi vamwe, mbaamboita adofara.

Veja também