9 Rudo mbarive rudoperera. Zondai zvidoipa, mubatirire pano zvidonaka. 10 Sehama nohama, zvipei pakuitirana rudo. Remekedza abiyako kukunda kuzviremekedza kwaunoita.