Pular para o conteúdo
Publicidade

VaRoma 14

12 Saka umwe noumwe wedu achazvidairira wega kuna Mwari.

Reka Kupiya Vamwe Kuti Vawe

13 Nokudaro mbatirekei kutongana. Panzvimbo yokutongana, mbativei nopfungwa yokureka kuisira hama chigutsa munzira yache. 14 Inini semunhu ari muna Ishe Jesu ndino chokwadi kuti chokuja sezvachiri, hapanai chidosvipa. Asi kana munhu akachiti chidosvipa, kumunhu wakareyo ndiko kwachidosvipa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também