Reka Kupiya Vamwe Kuti Vawe
13 Nokudaro mbatirekei kutongana. Panzvimbo yokutongana, mbativei nopfungwa yokureka kuisira hama chigutsa munzira yache.