Publicidade

Romanos 5

1 Sezvo tidoruramisiwa nokutenda, tino runyararo kuna Mwari kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu. 2 Kuburikidza naiye tidowana masvikiro yomunyasha dzakaredzi dzatidomira madziri. Pakare tinofara nokugurupira kukovehwa kubhwinya kwaMwari!

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-