Publicidade

Romanos 5

3 Aikona zvakarezvo zvegazvega, asiwo tinotofara mumatambudziko yedu, ndava tinoziva kuti matambudziko yanozvara kutsungirira, 4 iko kutsungirira kunozvara unhu, unhu hunopasa kugurupira.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-