Publicidade

Romanos 6

19 Zvakarezvo ndiri kuzvinyaira mumashoko yadopepuka nondava yokusaya simba kwenyu. Sezvamaiita pakupereka nhengo dzomiviri yenyu kuva varanda votsambwa nouipi hunogara huchiingidzika, nonzira yakareyo perekai nhengo dzenyu kukururama kunoisa kuutsvene.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-