5 Kana tidobatana naye muipfa yache daipa, tichabatanawo naye mukumuka kunge zvaadoita. 6 Ndava tinoziva kuti unhu hwedu hwokare hudorovehwa pabodzi naye kuitira kuti muviri wozvitema uparadziwe, kuti tireke kudzova varanda vochitadzo, 7 ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
Publicidade