Publicidade

Romanos 7

21 Saka murau wandiri kuona uchishanda nguyu: Pandinoda kuita zvidonaka, chidoipa ndicho chinenge chiripo pakarepo. 22 Ndava mumunhu wangu womukati ndinofarira murau waMwari. 23 Asi mumuviri wangu ndinoona umwe murau udosiyana uchihwisana nopfungwa dzangu, uchinditapa nokundiita muranda womurau wochitema chinoshanda mumuviri wangu.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-