24 O, munhuni ndiri kuyaura uyanga! Mbani achandisunungura kubva kumuviri woipfayu? 25 Mwari mbaatendewe, kuburikidza naJesu Khirisitu Ishe wedu!
Zvidodaipo, inini pachangu: mupfungwa mangu, ndiri muranda womutemo waMwari, asi muunhu hwangu hwakare ndiri muranda wochitema.