Pular para o conteúdo
Publicidade

VaRoma 8

Upenyu huri muMweya

1 Saka hapachinai kupasiwa murandu kuna ivo vari muna Khirisitu Jesu. 2 Ndava kuburikidza naKhirisitu Jesu, mutemo woMweya woupenyu udondisunungura kubva kumutemo wochitema nowoipfa. 3 Ndava mutemo zvawanga usingakwanise kuita nochikonzero chokuvhuwisiwa nonyama, Mwari adozviita kuburikidza nokutuma kwaadoita Mwanakomana wache ari muchimiro chomutadzi, kuitira chitema, achibva wapasa mhosva chitema chiri munyama, 4 kuitira kuti kururama kunodiwa nomutemo kuzazisike mukati medu iyesu tisingararame tichitongewa nounhu hwakare, asi tichitongewa noMweya.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também