20 Ndava chisikwa chidondoisiwa pakuyaura icho chisingade, asi nokuda kwaiye adochiisa pakarepo notariro, 21 ndava icho chisikwa pachacho chichasununguriwa kubva pausungwa hwachene hwokuora chichiisiwa murusununguko rokubhwinya kwovana vaMwari. 22 Tinoziva kuti kusvikira zvino, chisikwa chese chiri kumimira nokudzimbiwa kunenge mukadzi ari kupona.
Publicidade