Kuombekewa noKuedzewa kwaJesu
9 Mumazuva yakareyo Jesu adouya achibva kuNazareta mudunhu roGaririya achibva waombekewa naJohwani muJorodhani. 10 Jesu paadobirika mumvura, kabodzi nokabodzi adoona denga razururiwa futi Mweya achiburukira paari adoita kunge njiva.