Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 16

17 Zviratidzo izvi zvichatevera vanotenda, vachadzinga mweya idoipa muzita rangu, vachanyaira mitauro mitsva. 18 Vachabata nyoka, kana vakamwa nduru inobaya, ichavakuwadzaba, vachaisa maoko yavo pamusoro povanohwara, vahwerevo vopora."

Veja também