12 Kubva panguwa yakareyo Pirato adotsvaga zano rokumusunungura, asi vatungamiri vovaJudha vadodaidzira vachiti, "Kana ukasunungura munhu wakareyu, unotsvatsvana naKhesari, wese anozviita mambo anenge achitozviita mhandu yaKhesari."