25 Panyasi pomuchinjikwa waJesu panga padomira Mariya, amai vache nomunin’ina wavo, naMariya mukadzi waKhiropasi, naMariya Magadharini.